1 Samuel 20:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Sauro haana‐kutaura cinhu musi iwoyo; nokuti wakati, ɀimŋe wawirwa necinhu, ɀimŋe haana‐kunaka, ɀirokwaɀo haana‐kunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro haana kutaura chinhu pazuva iroro, nokuti akati mumwoyo make, “Panofanira kuva nezvaitika kuna Dhavhidhi zvaita kuti ave asina kuchena, zvirokwazvo haana kuchena.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvakanga zvakadaro Sauro haana chaakataura zuva iroro, nokuti akangotiwo, “Hamheno zvaitika kwaari, akan'ora, kun'ora chete uku.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Sauro haana kutaura chinhu musi iwoyo; nokuti wakati, zvimwe wawirwa nechinhu, zvimwe haana kunaka, zvirokwazvo haana kunaka.
Shona 2009?
Asi Sauro haana kutaura chinhu musi iwoyo; nokuti wakati, zvimwe wawirwa nechinhu, zvimwe haana kunaka, zvirokwazvo haana kunaka.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Sauro haana kutaura chinhu musi iwoyo; nokuti wakati, zvimwe wawirwa nechinhu, zvimwe haana kunaka, zvirokwazvo haana kunaka.