1 Samuel 20:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino pazuʋa rakateʋera kugara kwomŋedzi, pazuʋa recipiri, cigaro caDavidi cakashaiwa ɀe munhu; ipapo Sauro akati kunaJonatani mŋanakomana wake: Mŋanakomana waJese wakaregereiko kuʋuya kuzodya zuro kana nhasi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi pazuva rakatevera, iro zuva rechipiri romwedzi, nzvimbo yaDhavhidhi yakanga isina munhu zvakare. Ipapo Sauro akati kuna Jonatani mwanakomana wake, “Seiko mwanakomana waJese asina kuuya kuzodya zuro nanhasi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zuva rechipiri rokunge mwedzi wagara, nzvimbo yaDhavhidhi yakanga isina munhu. Sauro akati kuna Jonatani mwana wake, “Seiko uyu mwanakomana waJese asina kuuya kuzodya nezuro kana nhasi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino pazuva rakatevera kugara kwomwedzi, pazuva rechipiri, chigaro chaDhavhidhi chakashaiwazve munhu; ipapo Sauro akati kuna Jonatani mwanakomana wake, “Mwanakomana waJese wakeregereiko kuuya kuzodya zuro kana nhasi?”
Shona 2009?
Zvino pazuva rakatevera kugara komwedzi, pazuva rechipiri, chigaro chaDhavhidhi chakashaiwazve munhu; ipapo Sauro akati kuna Jonatani mwanakomana wake, "Mwanakomana waJese wakaregereiko kuuya kuzodya zuro kana nhasi?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino pazuva rakatevera kugara kwomwedzi, pazuva rechipiri, chigaro chaDhavhidhi chakashaiwazve munhu; ipapo Sauro akati kuna Jonatani mwanakomana wake, “Mwanakomana waJese wakaregereiko kuuya kuzodya zuro kana nhasi?”