1 Samuel 20:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jonatani akapindura Sauro, akati: Davidi wakakumbira ɀikuru kwandiri kuti aende Beti‐rehemi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jonatani akapindura achiti, “Dhavhidhi akandikumbirisa kwazvo kuti aende kuBheterehema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani akapindura Sauro achiti, “Dhavhidhi akandikumbirisa kwazvo kuti ndimurege aendewo kuBheterehemu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jonatani akapindura Sauro akati, “Dhavhidhi wakakumbira zvikuru kwandiri kuti aende Bheterehemu,
Shona 2009?
Jonatani akapindura Sauro akati, "Dhavhidhi wakakumbira zvikuru kwandiri kuti aende Bheterehemu,
Shona SUB 2002 Bible
Jonatani akapindura Sauro akati, “Dhavhidhi wakakumbira zvikuru kwandiri kuti aende Bhetirehemu,