1 Samuel 20:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Nditendere ʋo ndiende, nokuti ʋeimba yeɗu ʋanoɓayira muguta; mukuru waŋgu wakandiraira kuti ndiʋe’po; ɀino kana ucifara naɀo, nditendere hako ndiende kundoshanyira hama dzaŋgu. Naiɀoɀo haana‐kuʋuya patafura yamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, ‘Nditenderewo hangu ndiende nokuti mhuri yokwangu iri kucherechedza chibayiro muguta uye madzikoma angu akarayira kuti ndivepo. Kana ndawana nyasha kwauri, rega ndiende hangu ndinoonana namadzikoma angu.’ Ndokusaka asina kuuya patafura yamambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati ‘Ndapota ndiregei ndiendeko nokuti vomumusha medu vari kuita chibayiro muguta imomo. Uyewo mukoma wangu pachake ndiye anditi ndinofanira kuendawoko. Kana muchida zvenyu, ndapota ndiregei zvangu ndiende kundoona vakoma vangu.’ Ndokusakawo asina kuuya kuzodya namambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, ‘Nditenderewo ndiende, nokuti veimba yedu vanobayira muguta; mukuru wangu wakandiraira kuti ndivepo; zvino kana uchifara nazvo, nditendere hako ndiende kundoshanyira hama dzangu.’ Naizvozvo haana kuuya patafura yamambo.”
Shona 2009?
akati, `Nditenderewo ndiende, nokuti veimba yedu vanobayira muguta; mukuru wangu wakandiraira kuti ndivepo; zvino kana uchifara nazvo, nditendere hako ndiende kundoshanyira hama dzangu.' Naizvozvo haana kuuya patafura yamambo."
Shona SUB 2002 Bible
akati, ‘Nditenderewo ndiende, nokuti veimba yedu vanobayira muguta; mukuru wangu wakandiraira kuti ndivepo; zvino kana uchifara nazvo, nditendere hako ndiende kundoshanyira hama dzangu.’ Naizvozvo haana kuuya patafura yamambo.”