1 Samuel 20:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sauro akatsamŋira Jonatani, akati kwaari: Iwe mŋanakomana womukadzi usiŋganzwi, wakapanduka, handiziʋi kanhi kuti wakatsaura mŋanakomana waJese unyadzwe iwe, namai ʋako ʋanyadzwe ʋo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutsamwa kwaSauro kwakanganduma nokuda kwaJonatani, akati kwaari, “Iwe mwanakomana womukadzi akatsauka uye anomukira! Unoti handizivi kanhi kuti unowirirana nomwanakomana waJese kuti uzvinyadzise, iwe uyewo kuti mai vako vakakubereka vanyadziswe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akavirukira Jonatani nehasha akati kwaari “Tsvuuramuromo, mhandupandu yomwana. Unoti handizvizive nhai kuti wapfekwa chaizvo nomwana waJese iwe zvinonyadzisa kwazvo zvinotofumurisa amai vako chaivo vokukubereka?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sauro akatsamwira Jonatani, akati kwaari, “Iwe mwanakomana womukadzi usinganzwi, wakapanduka, handizivi kanhi kuti wakatsaura mwanakomana waJese unyadzwe iwe, namai vako vanyadzwewo?
Shona 2009?
Ipapo Sauro akatsamwira Jonatani, akati kwaari, "Iwe mwanakomana womukadzi usinganzwi, wakapanduka, handizivi kanhi kuti wakatsaura mwanakomana waJese unyadzwe iwe, namai vako vanyadzwewo?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sauro akatsamwira Jonatani, akati kwaari, “Iwe mwanakomana womukadzi usinganzwi, wakapanduka, handizivi kanhi kuti wakatsaura mwanakomana waJese unyadzwe iwe, namai vako vanyadzwewo?