1 Samuel 20:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti iwe hauŋgasimbiswi noʋushe bgako, kana mŋanakomana waJese aciri mupenyu panyika. Naiɀoɀo ɀino cituma munhu aʋuye naye kwandiri, nokuti ɀirokwaɀo unofanira kufa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mwanakomana waJese achirarama panyika ino chete, iwe kana umambo hwako haungasimbiswi. Iye zvino tuma munhu auye naye kwandiri, nokuti anofanira kufa!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hauone here kuti kana mwana waJese uyu ari mupenyu pasi pano, iwe noumambo hwako haumbofa hwakadzika midzi, kana iwe pakopo haumbofa wakahunhuhwa. Chitobva watomutumira vanhu vauye naye kwandiri chake chete rufu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti iwe haungasimbiswi noushe hwako, kana mwanakomana waJese achiri mupenyu panyika. Naizvozvo zvino chituma munhu auye naye kwandiri, nokuti zvirokwazvo unofanira kufa.”
Shona 2009?
"Nokuti iwe haungasimbiswi noushe hwako, kana mwanakomana waJese achiri mupenyu panyika. Naizvozvo zvino chituma munhu auye naye kwandiri, nokuti zvirokwazvo unofanira kufa."
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti iwe haungasimbiswi noushe hwako, kana mwanakomana waJese achiri mupenyu panyika. Naizvozvo zvino chituma munhu auye naye kwandiri, nokuti zvirokwazvo unofanira kufa.”