1 Samuel 20:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sauro akaposha pfumo rake kwaari, aciɗa kumuɓaya. Naiɀoɀo Jonatani wakaziʋa kuti ɓaɓa ʋake ʋakagara ʋafuŋga kuʋuraya Davidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Sauro akapotsera pfumo rake kwaari kuti amuuraye. Ipapo Jonatani akaziva kuti baba vake vakanga vachida kuuraya Dhavhidhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Sauro akamuregedzera pfumo zvokutoda kumupfuudza zviya. Iyewo Jonatani ndokubva aziva kuti baba wake vatsunga mwoyo kuponda Dhavhidhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sauro akaposha pfumo rake kwaari, achida kumubaya. Naizvozvo Jonatani wakaziva kuti baba vake vakagara vafunga kuuraya Dhavhidhi.
Shona 2009?
Ipapo Sauro akaposha pfumo.rake kwaari, achida kumubaya. Naizvozvo Jonatani wakaziva kuti baba vake vakagara vafunga kuuraya Dhavhidhi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sauro akaposha pfumo rake kwaari, achida kumubaya. Naizvozvo Jonatani wakaziva kuti baba vake vakagara vafunga kuuraya Dhavhidhi.