1 Samuel 20:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Jonatani akasimuka patafura, atsamŋa kwaɀo, akasadya ɀokudya nomusi wecipiri womŋedzi; nokuti wakaŋga aneshuŋgu pamŋoyo pamsoro paDavidi, nokuti wakaŋga anyadzwa naɓaɓa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jonatani akakwakuka patafura nokutsamwa kukuru; pazuva rechipiri iroro romwedzi haana kudya, nokuti akanga akatsamwira baba vake nokuda kwamabatiro anonyadza avakanga vaita Dhavhidhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani akabva apomoka pakudya, apaka chaizvo kushatirwa, ndokubva aramwa zvokudya zuva rechipiri iroro rokugara kwemwedzi nokuti akanga arwadziwa mwoyo nezvaDhavhidhi, uyewo nokuti baba wake akanga amunyadzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Jonatani akasimuka patafura, atsamwa kwazvo, akasadya zvokudya nomusi wechipiri womwedzi; nokuti wakanga ane shungu pamwoyo pamusoro paDhavhidhi, nokuti wakanga anyadzwa nababa vake.
Shona 2009?
Naizvozvo Jonatani akasimuka patafura, atsamwa kwazvo, akasadya zvokudya nomusi wechipiri womwedzi; nokuti wakanga ane shungu pamoyo pamusoro paDhavhidhi, nokuti wakanga anyadzwa nababa vake.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Jonatani akasimuka patafura, atsamwa kwazvo, akasadya zvokudya nomusi wechipiri womwedzi; nokuti wakanga ane shungu pamwoyo pamusoro paDhavhidhi, nokuti wakanga anyadzwa nababa vake.