1 Samuel 20:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fume maŋgwana Jonatani akaenda kusaŋgo neŋguʋa yakaŋga yatarwa naDavidi, anomukomana muɗuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fume mangwana, Jonatani akaenda kumunda kuti andosangana naDhavhidhi. Akanga ano mukomana muduku pamwe chete naye,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mangwana acho mangwanani, Jonatani akaenda mumunda muya kwavakanga varangana kusangana naDhavhidhi aine kamwe kakomana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fume mangwana Jonatani akaenda kusango nenguva yakanga yatarwa naDhavhidhi, anomukomana muduku.
Shona 2009?
Zvino fume mangwana Jonatani akaenda kusango nenguva yakanga yatarwa naDhavhidhi, anomukomana muduku.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino fume mangwana Jonatani akaenda kusango nenguva yakanga yatarwa naDhavhidhi, ano mukomana muduku.