1 Samuel 20:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kumukomana wake: Mhanya utȿake miseʋe yandinoposha. Ipapo mukomana wakati acimhanya, iye akaposha museʋe mberi kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akati kumukomana, “Mhanya undotsvaka miseve yandinopfura.” Mukomana achiri kumhanya, iye akapotsera museve mberi kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akataurira kakomana kake kaya kuti, “Mhanyira kundononga miseve yandichakanda.” Kakomana aka pakakanga kakumhanya akakanda museve mberi kwako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kumukomana wake, “Mhanya utsvake miseve yandinoposha.” Ipapo mukomana wakati achimhanya, iye akaposha museve mberi kwake.
Shona 2009?
Akati kumukomana wake, "Mhanya utsvake miseve yandinoposha." Ipapo mukomana wakati achimhanya, iye akaposha museve mberi kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kumukomana wake, “Mhanya utsvake miseve yandinoposha.” Ipapo mukomana wakati achimhanya, iye akaposha museve mberi kwake.