1 Samuel 20:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mukomana wakati aciȿika pakaŋga paposhwa museʋe naJonatani, Jonatani akaɗanidzira kumukomana, akati: Ko museʋe hauzi mberi kwako here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukomana akati asvika panzvimbo yakawira museve waJonatani, Jonatani akadanidzira kwaari akati, “Ko, museve hauzi mberi kwako here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kakomana pakakasvika kwakanga kwawira museve wakanga wakandwa naJonatani, Jonatani akadaidzira kukakomana aka achiti, “Inga wani museve wacho uri mberi kwako uko?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mukomana wakati achisvika pakanga paposhwa museve naJonatani. Jonatani akadanidzira kumukomana, akati, “Ko museve hauzi mberi kwako here?”
Shona 2009?
Zvino mukomana wakati achisvika pakanga paposhwa museve naJonatani. Jonatani akadanidzira kumukomana, akati, "Ko museve hauzi mberi kwako here?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mukomana wakati achisvika pakanga paposhwa museve naJonatani. Jonatani akadanidzira kumukomana, akati, “Ko museve hauzi mberi kwako here?”