1 Samuel 20:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jonatani akaɗanidzira ɀe kumukomana akati: Kasira, kurumidza, usamira. Mukomana waJonatani akanoŋga miseʋe, akaʋuya nayo kunatenzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akadanidzira kwaari akati, “Kurumidza! Enda nokukasika! Usamira!” Mukomana akanonga museve akadzokera kuna tenzi wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani akadaidzira kukakomana kaya achiti, “Ita zvokukurumidza, kasika! Rega kuramba wakangoti tumbi ipapo.” Kakomana kaJonatani kaya kakabvawo kanonga miseve iya ndokudzokera kuna vatenzi vako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jonatani akadanidzirazve kumukomana akati, “Kasira, kurumidza, usamira.” Mukomana waJonatani akanonga miseve, akauya nayo kuna tenzi wake.
Shona 2009?
Jonatani akadanidzirazve kumukomana akati, "Kasira, kurumidza, usamira." Mukomana waJonatani akanonga miseve, akauya nayo kuna tenzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Jonatani akadanidzirazve kumukomana akati, “Kasira, kurumidza, usamira.” Mukomana waJonatani akanonga miseve, akauya nayo kuna tenzi wake.