1 Samuel 20:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mukomana haana‐kuziʋa cinhu; asi Jonatani naDavidi ʋoga ndiʋo ʋakaziʋa shoko iro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(Mukomana haana chaakaziva pane zvose izvi; Jonatani naDhavhidhi chete, ndivo vaiziva.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kakomana ikaka hakana zvakakanga kachiziva, Jonatani naDhavhidhi chete ndovakanga vaine zvavaiziva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mukomana haana kuziva chinhu; asi Jonatani naDhavhidhi voga ndivo vakaziva shoko iro.
Shona 2009?
Asi mukomana haana kuziva chinhu; asi Jonatani naDhavhidhi voga ndivo vakaziva shoko iro.
Shona SUB 2002 Bible
Asi mukomana haana kuziva chinhu; asi Jonatani naDhavhidhi voga ndivo vakaziva shoko iro.