1 Samuel 20:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jonatani akati kunaDavidi: Ɀose ɀinoɗikanwa nomŋoyo wako, ndicakuitira iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jonatani akati kuna Dhavhidhi, “Zvose zvaunoda kuti ndikuitire, ndichakuitira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani ndokuti kuna Dhavhidhi, “Chose chaunenge wandikumbira ndichakuitira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jonatani akati kuna Dhavhidhi, “Zvose zvinodikanwa nomwoyo wako, ndichakuitira izvozvo.”
Shona 2009?
Ipapo Jonatani akati kuna Dhavhidhi, "Zvose zvinodikamwa nomoyo wako, ndichakuitira izvozvo."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jonatani akati kuna Dhavhidhi, “Zvose zvinodikanwa nomwoyo wako, ndichakuitira izvozvo.”