1 Samuel 20:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jonatani akapa mukomana nhumbi dzake dzokurwa nadzo, akati kwaari: Enda nadzo undodziisa kuguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jonatani akapa zvombo zvake kumukomana akati, “Chienda, takura udzokere nazvo kuguta.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani akapa kakomana aka zvombo zvake, akati kwakari, “Takura izvi uende nazvo kuguta.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jonatani akapa mukomana nhumbi dzake dzokurwa nadzo, akati kwaari, “Enda nadzo undodziisa kuguta.”
Shona 2009?
Zvino Jonatani akapa mukomana nhumbi dzake dzokurwa nadzo, akati kwaari, "Enda nadzo undodziisa kuguta."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jonatani akapa mukomana nhumbi dzake dzokurwa nadzo, akati kwaari, “Enda nadzo undodziisa kuguta.”