1 Samuel 20:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati kunaJonatani: Tarira, maŋgwana mŋedzi wogara, ndicafanira kundogara pakudya namambo; asi nditendere, ndiende kundoʋanda mumunda kuȿikira maɗekwana ezuʋa recitatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Dhavhidhi akati, “Tarira, mangwana mutambo woKugara kwoMwedzi, uye ndinofanira kudya namambo; asi rega ndiende ndinovanda mumunda kusvikira madekwana okuswera mangwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati kuna Jonatani, “Unoona, mangwana kugara kwomwedzi, izuva guru randinofanira kunge ndigere pakudya namambo. Zvino chirega ini ndiende kundohwanda zvangu mumunda kusvikira zuva retatu mauro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati kuna Jonatani, “Tarira, mangwana mwedzi wogara, ndichafanira kundogara pakudya namambo; asi nditendere, ndiende kundovanda mumunda kusvikira madekwana ezuva rechitatu.
Shona 2009?
Dhavhidhi akati kuna Jonatani, "Tarira, mangwana mwedzi wogara, ndichafanira kundogara pakudya namambo; asi nditendere, ndiende kundovanda mumunda kusvikira madekwana ezuva rechitatu.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati kuna Jonatani, “Tarira, mangwana mwedzi wogara, ndichafanira kundogara pakudya namambo; asi nditendere, ndiende kundovanda mumunda kusvikira madekwana ezuva rechitatu.