1 Samuel 20:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ʋakati: Ɀakanaka haɀo! muranda wako ucaʋa norugare; asi kana ʋakatsamŋa, uziʋe kuti ʋagara ʋandifuŋgira ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana vakati, ‘Zvakanaka,’ ipapo woziva kuti muranda wako ane rugare. Asi kana vakashatirwa, uchaziva chokwadi kuti vari kufunga zvokundiuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana vakati, zvakanaka, zvinenge zvatondinakirawo ini, muranda wenyu. Asi kana zvikavavirutsa nehasha, wobva watoziva zvako kuti rokuda kundiparadza riya vanaro mumwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana vakati, ‘Zvakanaka hazvo!’ Muranda wako uchava norugare; asi kana vakatsamwa, uzive kuti vagara vandifungira zvakaipa.
Shona 2009?
"Kana vakati, `Zvakanaka hazvo!' Muranda wako uchava norugare; asi kana vakatsamwa, uzive kuti vagara vandifungira zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana vakati, ‘Zvakanaka hazvo!’ Muranda wako uchava norugare; asi kana vakatsamwa, uzive kuti vagara vandifungira zvakaipa.