1 Samuel 20:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ciitira hako muranda wako ɀakanaka; nokuti wakaita suŋgano nomuranda wako pamberi paJehova; asi kana ɀakaipa ɀiri’ko kwandiri, undiʋuraye iwe, nokuti ucandiisireiko kunaɓaɓa ʋako?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana uriwe, itira muranda wako zvakanaka, nokuti akaita sungano newe pamberi paJehovha. Kana ndine mhosva, ndiuraye iwe pachako! Ungandiisireiko kuna baba vako?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiitirewo mwoyochena ini muranda wenyu nokuti wakandisvitsa pakuitirana newe chitsidzirano pana Tenzi. Asi kana ini ndiine mhosva chisva wandiuraya iyewe, nokuti chii chaungandiisira mumaoko ababa vako?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo chiitira hako muranda wako zvakanaka; nokuti wakaita sungano nomuranda wako pamberi paJehovha, asi kana zvakaipa zviriko kwandiri, undiuraye iwe, nokuti uchandiisireiko kuna baba vako?”
Shona 2009?
Naizvozvo chiitira hako muranda wako zvakanaka; nokuti wakaita sungano nomuranda wako pamberi paJehovha, asi kana zvakaipa zviriko kwandiri, undiuraye iwe, nokuti uchandiisireiko kuna baba vako?"
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo chiitira hako muranda wako zvakanaka; nokuti wakaita sungano nomuranda wako pamberi paJehovha, asi kana zvakaipa zviriko kwandiri, undiuraye iwe, nokuti uchandiisireiko kuna baba vako?”