1 Samuel 20:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jonatani akati: Usaɗaro, nokuti ɗai ndaiziʋa kuti ɓaɓa ʋaŋgu ʋagara ʋafuŋga kukuitira ɀakaipa, handizaikuʋudza here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jonatani akati, “Kwete! Dai ndaiziva kuti baba vangu vakafunga kukuuraya, handaikuudza here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jonatani akati, “Hazvimboitika kwauri izvo! Dai ndichinyatsoziva chaizvo kuti baba vangu vari kuda kukuparadza, ndairega here ini kukutaurira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jonatani akati, “Usadaro, nokuti dai ndaiziva kuti baba vangu vagara vafunga kukuitira zvakaipa, handizaikuudza here?”
Shona 2009?
Jonatani akati, "Usadaro, nokuti dai ndaiziva kuti baba vangu vagara vafunga kukuitira zvakaipa, handizaikuudza here?"
Shona SUB 2002 Bible
Jonatani akati, “Usadaro, nokuti dai ndaiziva kuti baba vangu vagara vafunga kukuitira zvakaipa, handizaikuudza here?”