1 Samuel 21:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akasimuka akatiza musi iwoyo nokutya Sauro, akaenda kunaAkishi, mambo weGati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musi iwoyo Dhavhidhi akatiza Sauro akaenda kuna Akishi mambo weGati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Dhavhidhi akasimudzira rwendo rwake musi iwoyo rwokutiza Sauro, akaenda kuna Akishi, mambo wokuGati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akasimuka akatiza iwoyo nokutya Sauro, akaenda kuna Akishi, mambo weGati.
Shona 2009?
Dhavhidhi akasimuka akatiza musi iwoyo nokutya Sauro, akaenda kuna Akishi, mambo weGati.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akasimuka akatiza iwoyo nokutya Sauro, akaenda kuna Akishi, mambo weGati.