1 Samuel 21:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akaraŋgarira mashoko iwayo mumŋoyo make, akatya kwaɀo Akishi mambo weGati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akaisa mashoko aya mumwoyo make uye akatya Akishi mambo weGati zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazwi aya akarovesa hana Dhavhidhi akabva ava kutya kwazvo Akishi mambo weGati.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akarangarira mashoko iwayo mumwoyo make, akatya kwazvo Akishi mambo weGati.
Shona 2009?
Dhavhidhi akarangarira mashoko iwayo mumoyo make, akatya kwazvo Akishi mambo weGati.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akarangarira mashoko iwayo mumwoyo make, akatya kwazvo Akishi mambo weGati.