1 Samuel 21:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Akishi akati kuʋaranda ʋake: Tarirai, munhu uyu iɓenzi; maʋuyireiko naye ʋuno kwandiri?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akishi akati kuvaranda vake, “Tarisai munhu uyu! Ibenzi iri! Mauyirei naye kwandiri?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akishi ndokuti kumakurukota ake, “Inga muri kuzvionawo kuti munhu uyu, munhu anopenga uyu, zvino chamauyira naye kwandiri chii?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Akishi akati kuvaranda vake, “Tarirai, munhu uyu ibenzi; mauyireiko naye kuno kwandiri?
Shona 2009?
Zvino Akishi akati kuvaranda vake, "Tarirai, munhu uyu ibenzi; mauyireiko naye kuno kwandiri?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Akishi akati kuvaranda vake, “Tarirai, munhu uyu ibenzi; mauyireiko naye kuno kwandiri?