1 Samuel 21:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndinoshaiwa mapenzi kanhi, ɀamaʋuya nomunhu uyu kuzoratidza ʋupenzi bgake pamberi paŋgu? Munhu wakaɗai uŋgapinda mumba maŋgu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndashaya mapenzi zvakambodiniko zvamabva mandivigira munhu uyu kuti arambe achiita izvozvi pamberi pangu? Murume uyu angafanira kupinda mumba mangu here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Manzwa kuti ndine nhamo yevanhu vanopenga here zvamauya naye kuzondiitira musara wake pano? Izvozvi muri kuda kuti iyeyu apinde mumba mangu nhai?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini ndinoshaiwa mapenzi kanhi, zvamauya nomunhu uyu kuzoratidza upenzi hwake pamberi pangu? Munhu wakadai ungapinda mumba mangu here?”
Shona 2009?
Ini ndinoshaiwa mapenzi kanhi, zvamauya nomunhu uyu kuzoratidza upenzi hwake pamberi pangu? Munhu wakadai ungapinda mumba mangu here?"
Shona SUB 2002 Bible
Ini ndinoshaiwa mapenzi kanhi, zvamauya nomunhu uyu kuzoratidza upenzi hwake pamberi pangu? Munhu wakadai ungapinda mumba mangu here?”