1 Samuel 21:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muprista akati: Munondo waGoriati muFiristia, wawakaʋuraya pamupata weEra, uri pano, wakaputirwa mumuceka mberi kweefodi; kana uciɗa kuutora, citora hako, nokuti hakunomumŋe asi iwoyo. Davidi akati: Hakunomumŋe wakafanana nawo, ndipe hoyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprista akapindura akati, “Munondo waGoriati muFiristia, uya wawakauraya muMupata weEra, uri pano; wakaputirwa mumucheka seri kweefodhi; kana uchiuda, tora hako; hapana munondo pano kunze kwaiwoyo.” Dhavhidhi akati, “Hakuna mumwe wakafanana nawo; ndipei iwoyo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mupristi ndokuti, “Panongova nebakatwa raGoriati muFirisitia wavakauraya uya kubani reEra, ndoriri pano rakaita zvokuputirwa mujira, riri kuseri kweefodhi. Kana uchida kutora iroro, tora zvako nokuti hakuna chimwe chandinacho pano, kusiya iroro.” Dhavhidhi akati, “Hakuna rimwe rakaita sairoro, ndipei zvenyu iroro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mupristi akati, “Munondo waGoriati muFirisitia, wawakauraya pamupata weEra, uri pano, wakaputirwa mumucheka mberi kweefodhi; kana uchida kuutora, chitora hako, nokuti hakuna mumwe asi iwoyo.” Dhavhidhi akati, “Hakuna nomumwe wakafanana nawo, ndipe hoyo.”
Shona 2009?
muprista akati, "Munondo waGoriati muFirisitia, wawakauraya pamupata weEra, uri pano, wakaputirwa mumucheka mberi kweefodhi; kana uchida kuutora, chitora hako, nokuti hakuna mumwe asi iwoyo." Dhavhidhi akati, "Hakuna nomumwe wakafanana nawo, ndipe hoyo."
Shona SUB 2002 Bible
Mupristi akati, “Munondo waGoriati muFirisitia, wawakauraya pamupata weEra, uri pano, wakaputirwa mumucheka mberi kweefodhi; kana uchida kuutora, chitora hako, nokuti hakuna mumwe asi iwoyo.” Dhavhidhi akati, “Hakuna nomumwe wakafanana nawo, ndipe hoyo.”