1 Samuel 22:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Davidi wakabva’po, akatizira kuɓako reAdurami; ɀino hama dzake naʋose ʋeimba yaɓaɓa ʋake ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakaɓurukira’ko kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akabva kuGati akatizira kubako reAdhuramu. Hama dzake uye neveimba yababa vake vakazvinzwa, vakaburuka vakaenda ikoko kwaakanga ari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akabva ipapo ndokutizira kubako raAdhuramu. Kuzoti vakoma vake nemhuri yose yokwababa vake vazvinzwa vakadzika ikoko kwaaiva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Dhavhidhi wakabvapo akatizira kubako reAdhurami; zvino hama dzake navose veimba yababa vake vakati vachinzwa, vakaburukirako kwavari.
Shona 2009?
Naizvozvo Dhavhidhi wakabvapo akatizira kubako reAdhurami; zvino hama dzake navose veimba yababa vake vakati vachinzwa, vakaburukirako kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Dhavhidhi wakabvapo akatizira kubako reAdhurami; zvino hama dzake navose veimba yababa vake vakati vachinzwa, vakaburukirako kwavari.