1 Samuel 22:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akamubvunzira kunaJehova, akamupa mbuʋa, akamupa ʋo munondo waGoriati muFiristia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ahimereki akamubvunzira kuna Jehovha; akamupazve mbuva uye nomunondo waGoriati muFiristia.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhimereki akamunzwira kuna Tenzi akamupa chokudya ndokumupawo bakatwa raGoriati muFirisitia.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akamubvunzira kuna Jehovha, akamupa mbuva, akamupawo munondo waGoriati muFirisitia.”
Shona 2009?
Iye akamubvunzira kuna Jehovha, akamupa mbuva, akamupawo munondo waGoriati muFirisitia."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akamubvunzira kuna Jehovha, akamupa mbuva, akamupawo munondo waGoriati muFirisitia.”