1 Samuel 22:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akatuma nhume kundoɗana Ahimereki muprista, mŋanakomana waAhitubi, naʋeimba yake yose, iʋo ʋaprista ʋaiʋa paNobi; ʋakaʋuya ʋose kunamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mambo akatuma nhume kumuprista Ahimereki mwanakomana waAhitubhi uye nokumhuri yose yababa vake, avo vakanga vari vaprista paNobhi, vose vakauya kuna mambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo akatumira vanhu kundodaidza mupristi Ahimereki mwanakomana waAhitubhu pamwechete nevemhuri yokwababa vake vose vaiva vapristi kuNobhu, vose ndokubva vauya kwamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akatuma nhume kundodana Ahimereki mupristi, mwanakomana waAhitubi, neveimba yake yose, ivo vapristi vaiva paNobhi; vakauya vose kuna mambo.
Shona 2009?
Ipapo mambo akatuma nhume kundodana Ahimereki muprista, mwanakomana waAhitubi, neveimba yake yose, ivo vaprista vaiva paNobhi; vakauya vose kuna mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akatuma nhume kundodana Ahimereki mupristi, mwanakomana waAhitubi, neveimba yake yose, ivo vapristi vaiva paNobhi; vakauya vose kuna mambo.