1 Samuel 22:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sauro akati: Ɀino cinzwa, iwe mŋanakomana waAhitubi. Iye akapindura, akati: Ndiri pano, ishe waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akati, “Zvino chinzwa, iwe mwanakomana waAhitubhi.” Akapindura akati, “Ndiri pano, ishe wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati, “Imi mwana waAhitubhu chimbonzwai!” Ahimereki akati, “Ndokuno changamire.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sauro akati; “Zvino chinzwa, iwe mwanakomana waAhitubi.” Iye akapindura, akati, “Ndiri pano, ishe wangu.”
Shona 2009?
Zvino Sauro akati; "Zvino chinzwa, iwe mwanakomana waAhitubi." Iye akapindura, akati, "Ndiri pano, ishe wangu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sauro akati; “Zvino chinzwa, iwe mwanakomana waAhitubi.” Iye akapindura, akati, “Ndiri pano, ishe wangu.”