1 Samuel 22:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sauro akati kwaari: Mandiraŋganireiko, iwe nomŋanakomana waJese, ɀawakamupa ciŋgwa, nomunondo, nokumubvunzira kunaMŋari, kuti andimukire, andiʋandire seɀaanoita nhasi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akati kwaari, “Seiko mandirangana, iwe nomwanakomana waJese, uchimupa chingwa nomunondo uye nokumubvunzira kuna Mwari, zvokuti andimukira uye anondivandira, sezvaanoita nhasi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro ndokuti kwaari, “Ko iyemi mapindwa neiko kutoita zvenyu bangano rokundimukira nomwana waJese, zvokutosvika zvenyu pakumupa chingwa nebakatwa nokutomunzwira zvenyu kuna Mwari mamiriro ezvinhu, zvava kutomupa nhasi kundipandukira nokutondihwandira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sauro akati kwaari; “Mandiranganeiko, iwe nomwanakomana waJese, zvawakamupa, chingwa, nomunondo, nokumubvunzira kuna Mwari, kuti andimukire, andivandire sezvaanoita nhasi?”
Shona 2009?
Sauro akati kwaari; "Mandiranganeiko, iwe nomwanakomana waJese, zvawakamupa, chingwa, nomunondo, nokumubvunzira kuna Mwari, kuti andimukire, andivandire sezvaanoita nhasi?"
Shona SUB 2002 Bible
Sauro akati kwaari; “Mandiranganeiko, iwe nomwanakomana waJese, zvawakamupa, chingwa, nomunondo, nokumubvunzira kuna Mwari, kuti andimukire, andivandire sezvaanoita nhasi?”