1 Samuel 22:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mumŋe waʋanakomana ʋaAhimereki mŋanakomana waAhitubi, wainzi Abiatari, wakapukunyuka, akatiza, akateʋera Davidi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Abhiatari, mwanakomana waAhimereki, mwanakomana waAhitubhi, akapunyuka akatiza uye akandobatana naDhavhidhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mumwe mwana waAhimereki mukomana ainzi Abhiatari akapunyuka akatizira kuna Dhavhidhi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mumwe wavanakomana vaAhimereki mwanakomana waAhitubi, wainzi Abhiatari, wakapukunyuka, akatiza, akatevera Dhavhidhi.
Shona 2009?
Asi mumwe wavanakomana vaAhimereki mwanakomana waAhitubi, wainzi Abhiatari, wakapukunyuka, akatiza, akatevera Dhavhidhi.
Shona SUB 2002 Bible
Asi mumwe wavanakomana vaAhimereki mwanakomana waAhitubi, wainzi Abhiatari, wakapukunyuka, akatiza, akatevera Dhavhidhi.