1 Samuel 22:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Gara hako neni, usatya; nokuti unotȿaka kundiʋuraya ini, ndiye unotȿaka kukuʋuraya iwe ʋo; nokuti kana ukagara neni ucaceŋgetwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gara neni; usatya; munhu ari kutsvaka mweya wako anotsvaka nowanguwo. Uchagara wakachengetedzeka kana uneni.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chigara zvako neni, usatye nokuti mumwecheteyo ari kutsvaka zvokundiuraya ndiye ari kutsvaka zvokukuurayawo, uri mumaoko angu unotonyatsochengeteka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Gara hako neni, usatya; nokuti unotsvaka kundiuraya ini, ndiye unotsvaka kukuuraya iwewo; nokuti kana ukagara neni uchachengetwa.”
Shona 2009?
"Gara hako neni, usatya; nokuti unotsvaka kundiuraya ini, ndiye unotsvaka kukuuraya iwewo; nokuti kana ukagara neni uchachengetwa."
Shona SUB 2002 Bible
“Gara hako neni, usatya; nokuti unotsvaka kundiuraya ini, ndiye unotsvaka kukuuraya iwewo; nokuti kana ukagara neni uchachengetwa.”