1 Samuel 22:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi akabva’po, akaenda Mizpe kwaMoabi; akati kunamambo waMoabi: Ƃaɓa ʋaŋgu namai ʋaŋgu ndinokumbira kuti ʋaʋuye ʋagare nemi, kuȿikira ndaziʋa candicaitirwa naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva ipapo Dhavhidhi akaenda kuMizipa muMoabhu akati kuna mambo weMoabhu, “Ungatendera here baba vangu namai vangu kuti vauye kuzogara newe kusvikira ndaziva zvandichaitirwa naMwari?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akabvapo akaenda kuMizipe yokuMoabhu. Akati kuna mambo weMoabhu, “Ndinokumbira kuti mundichengeterewo baba vangu naamai vangu kusvikira ndaona zvandichaitirwa naMwari?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi akabvapo akaenda Mizipa kwaMoabhu; akati kuna mambo waMoabhu, “Baba vangu namai vangu ndinokumbira kuti vauye vagare nemi, kusvikira ndaziva chandichaitirwa naMwari.”
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi akabvapo akaenda Mizipa kwaMoabhu; akati kuna mambo waMoabhu, "Baba vangu namai vangu ndinokumbira kuti vauye vagare nemi, kusvikira ndaziva chandichaitirwa naMwari."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi akabvapo akaenda Mizipa kuMoabhu; akati kuna mambo waMoabhu, “Baba vangu namai vangu ndinokumbira kuti vauye vagare nemi, kusvikira ndaziva chandichaitirwa naMwari.”