1 Samuel 22:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muprofita Gadi akati kunaDavidi: Usaramba ugere munhare, asi ibva undogara panyika yaJuda. Ipapo Davidi akabva, akaȿika kuɗondo reHereti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi muprofita Gadhi akati kuna Dhavhidhi, “Usagara munhare. Enda munyika yeJudha.” Saka Dhavhidhi akabva akaenda kusango reHereti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi muporofita Gadhi akataurira Dhavhidhi kuti, “Chirega kunge ucharamba ugere mubako iri. Ibva zvako pano uende kunyika yokwaJudha.” Saka Dhavhidhi akabvapo ndokuenda kusango reHereti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino muporofita Gadhi akati kuna Dhavhidhi: “Usaramba ugere munhare, asi ibva undogara panyika yaJudha.” Ipapo Dhavhidhi akabva akasvika kudondo reHereti.
Shona 2009?
Zvino muporofita Gadhi akati kuna Dhavhidhi: "Usaramba ugere munhare, asi ibva undogara panyika yaJudha." Ipapo Dhavhidhi akabva akasvika kudondo reHereti.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino muporofita Gadhi akati kuna Dhavhidhi: “Usaramba ugere munhare, asi ibva undogara panyika yaJudha.” Ipapo Dhavhidhi akabva akasvika kudondo reHereti.