1 Samuel 22:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Doegi muEdomi, wakaŋga amire naʋaranda ʋaSauro, akapindura, akati: Ndakaʋona mŋanakomana waJese aciȿika Nobi, kunaAhimereki mŋanakomana waAhitubi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Dhoegi muEdhomu, uyo akanga amire navaranda vaSauro, akati, “Ndakaona mwanakomana waJese achisvika kumba kwaAhimereki mwanakomana waAhitubhi paNobhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhoegi muEdhomu akanga amirewo namakurukota aSauro akapindura achiti, “Ndakaona mwanakomana waJese achisvika kuNobhu kwaAhimereki mwanakomana waAhitubhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Dhoegi muEdhomu, wakanga amire navaranda vaSauro, akapindura akati, “Ndakaona mwanakomana waJese achisvika Nobhi, kuna Ahimereki mwanakomana waAitubi.
Shona 2009?
Ipapo Dhoegi muEdhomu, wakanga amire navaranda vaSauro, akapindura akati, "Ndakaona mwanakomana waJese achisvika Nobhi, kuna Ahimereki mwanakomana waAitubi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Dhoegi muEdhomu, wakanga amire navaranda vaSauro, akapindura akati, “Ndakaona mwanakomana waJese achisvika Nobhi, kuna Ahimereki mwanakomana waAitubi.