1 Samuel 23:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋakaʋudza Davidi, ʋakati: Tarirai, ʋaFiristia ʋanorwa neKeira, ʋacipambara ɀiri pamapuriro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati audzwa kuti, “Tarirai, vaFiristia vari kurwa neKeira uye vari kupamba zvirimwa pamapuriro,”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane vamwe vakataurira Dhavhidhi kuti, “Zvinhu zviri kuguta reKeira ndezvokuti vaFirisitia vari kurirwisa vachipamba zviri pamaburiro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vakaudza Dhavhidhi vakati, “Tarirai, vaFirisitia vanorwa neKeira, vachipambara zviri pamapuriro.”
Shona 2009?
Zvino vanhu vakaudza Dhavhidhi vakati, "Tarirai, vaFirisitia vanorwa neKeira, vachipambara zviri pamapuriro."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vakaudza Dhavhidhi vakati, “Tarirai, vaFirisitia vanorwa neKeira, vachipambara zviri pamapuriro.”