1 Samuel 23:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi akati: Jehova, Mŋari waIsraeri, muranda wenyu wakanzwa ɀirokwaɀo kuti Sauro unoɗa kuʋuya Keira, kuzoparadza guta nokuɗa kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati, “Haiwa Jehovha, Mwari waIsraeri, muranda wenyu anzwa zvechokwadi kuti Sauro ari kuronga kuti auye kuKeira kuti aparadze guta iri nokuda kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akati, “Tenzi Mwari weIsiraeri ini muranda wenyu ndanyatsozvinzwa kuti Sauro ari kuronga zvokuuya kuKeira kuzoparadza guta irori pamusana pangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi akati, “Jehovha, Mwari waIsiraeri, muranda wenyu wakanzwa zvirokwazvo kuti Sauro unoda kuuya Keira, kuzoparadza guta nokuda kwangu.
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi akati, "Jehovha, Mwari waIsiraeri, muranda wenyu wakanzwa zvirokwazvo kuti Sauro unoda kuuya Keira, kuzoparadza guta nokuda kwangu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi akati, “Jehovha, Mwari waIsiraeri, muranda wenyu wakanzwa zvirokwazvo kuti Sauro unoda kuuya Keira, kuzoparadza guta nokuda kwangu.