1 Samuel 23:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko ʋarume ʋeKeira ʋacandiisa mumaʋoko ake here? Ko Sauro ucaɓuruka here, seɀakanzwa muranda wenyu? Jehova, Mŋari waIsraeri, ndinokumbira muziʋise henyu muranda wenyu. Jehova akati: Ucaɓuruka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, vanhu veKeira vachandiisa kwaari here? Ko, Sauro achaburuka here, sokunzwa kwaita muranda wenyu? Haiwa Jehovha, Mwari waIsraeri, zivisai muranda wenyu.” Uye Jehovha akati, “Achauya.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko varume vomuKeira vachandiisa here mumaoko ake? Sauro achadzikawo here kuno sokunzwa kwandakaita ini muranda wenyu? Ndinokukumbirisai Tenzi Mwari weIsiraeri kuti munditaurirewo.” Tenzi akati, “Ee achadzikako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko varume veKeira vachandiisa mumaoko ake here? Ko Sauro uchaburuka here, sezvakanzwa muranda wenyu? Jehovha, Mwari waIsiraeri, ndinokumbira muzivise henyu muranda wenyu.” Jehovha akati, “Uchaburuka.”
Shona 2009?
Ko varume veKeira vachandiisa mumaoko ake here? Ko Sauro uchaburuka here, sezvakanzwa muranda wenyu? Jehovha, Mwari waIsiraeri, ndinokumbira muzivise henyu muranda wenyu." Jehovha akati, "Uchaburuka."
Shona SUB 2002 Bible
Ko varume veKeira vachandiisa mumaoko ake here? Ko Sauro uchaburuka here, sezvakanzwa muranda wenyu? Jehovha, Mwari waIsiraeri, ndinokumbira muzivise henyu muranda wenyu.” Jehovha akati, “Uchaburuka.”