1 Samuel 23:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi akati: Ko ʋarume ʋeKeira ʋacandiisa naʋanhu ʋaŋgu muruʋoko rwaSauro here? Jehova akati: Ʋacakuisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akatizve, “Ko, vanhu veKeira vachaisa ini navanhu vangu kuna Sauro here?” Uye Jehovha akati, “Vachaita saizvozvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi ndokuti, “Ko varume vomuKeira vachanditurira here mumaoko aSauro, ini navanhu ava vandinavo?” Tenzi akati, “Ee vachakuisa mumaoko ake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi akati, “Ko varume veKeira vachandiisa navanhu vangu muruoko rwaSauro here?” Jehovha akati, “Vachakuisa.”
Shona 2009?
Dhavhidhi akati, "Ko varume veKeira vachandiisa navanhu vangu muruoko rwaSauro here?" Jehovha akati, "Vachakuisa."
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi akati, “Ko varume veKeira vachandiisa navanhu vangu muruoko rwaSauro here?” Jehovha akati, “Vachakuisa.”