1 Samuel 23:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaZifi ʋakakwira kunaSauro paGibea, ʋakati: Ko Davidi haazinoʋanda kwatiri, panhare muɗondo, mugomo reHakira riri kurutiʋi rwezasi rwerenje here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaZifi vakaenda kuna Sauro paGibhea vakati, “Ko, Dhavhidhi haana kuvanda here pakati pedu munhare yapaHoreshi, pachikomo cheHakira, zasi kweJeshimoni?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune vamwe vanhu vokuZifu vakaenda kuna Sauro kuGibhea vakati, “Ko inga iye Dhavhidhi ariko wani kwedu uku kwaari kuhwanda zvake mumapako kuHoreshi muchikomo cheHakira chiri kuchamhembe kweJeshimoni?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaZifi vakakwira kuna Sauro paGibhea vakati, “Ko Dhavhidhi haazinovanda kwatiri, panhare mudondo, mugomo reHakira riri kurutivi rwezasi rwerenje here?”
Shona 2009?
Zvino vaZifi vakakwira kuna Sauro paGibhiya vakati, "Ko Dhavhidhi haazinovanda kwatiri, panhare mudondo, mugomo reHakira riri kurutivi rwezasi rwerenje here?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaZifi vakakwira kuna Sauro paGibhia vakati, “Ko Dhavhidhi haazi akahwanda kwatiri, panhare mudondo, mugomo reHakira riri kurutivi rwezasi rwerenje here?”