1 Samuel 23:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Sauro akati: Imi muropafadzwe naJehova, nokuti makandinzwira tsitsi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sauro akapindura akati, “Jehovha ngaakuropafadzei nokuda kwehanya yamunayo pamusoro pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati, “Tenzi ngaakukomborerei nokuti ndimi vanhu vazondiitirawo tsiye nyoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Sauro akati, “Imi muropafadzwe naJehovha, nokuti makandinzwira tsitsi.
Shona 2009?
Ipapo Sauro akati, "Imi muropafadzwe naJehovha, nokuti makandinzwira tsitsi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Sauro akati, “Imi muropafadzwe naJehovha, nokuti makandinzwira tsitsi.