1 Samuel 23:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ciendai henyu, mucerekedze kwaɀo, muziʋe nokuʋona kwaari, kwaanogara, ʋuye kuti ndianiko wakamuʋona’ko; nokuti ndaʋudzwa kuti unamano kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Endai mundonyatsogadzirira. Mutsvakisise muone kunogaroenda Dhavhidhi uye kuti ndiani akamuonako. Ivo vanondiudza kuti iye munhu ano unyengeri kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiendai mundonyatsotarisa muone chaipo paanohwanda mupazive, muzivewo nyakumuonapo wacho nokuti zvinonzi Dhavhidhi akasvinuka kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chiendai henyu, mucherekedze kwazvo, muzive nokuona kwaari, kwaanogara, uye kuti ndianiko wakamuonako; nokuti ndaudzwa kuti unamano kwazvo.
Shona 2009?
Chiendai henyu, mucherekedze kwazvo, muzive nokuona kwaari, kwaanogara, uye kuti ndianiko wakamuonako; nokuti ndaudzwa kuti unamano kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Chiendai henyu, mucherekedze kwazvo, muzive nokuona kwaari, kwaanogara, uye kuti ndianiko wakamuonako; nokuti ndaudzwa kuti una mano kwazvo.