1 Samuel 23:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋaDavidi ʋakati kwaari: Tarirai, isu tinotya ticiri pano paJuda, ndoɗa kana tikaenda Keira kundorwa nehondo dzaʋaFiristia.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vanhu vaDhavidhi vakati kwaari, “Isu vokuno kuJudha tinotya. Zvino, zvikuru sei kana tikaenda kuKeira kundorwa navarwi vavaFiristia!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi varume vaiva naDhavhidhi vakamuti, “Tarisai muone kuhuta kwatiri kuita kutya tiri makare muno maJudha, ko kutozoti tikaenda kuKeira kundorwisa hondo dzavaFirisitia?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume vaDhavhidhi vakati kwaari, “Tarirai, isu tinotya tichiri pano paJudha, ndoda kana tikaenda Keira kundorwa nehondo dzavaFirisitia.”
Shona 2009?
Varume vaDhavhidhi vakati kwaari, "Tarirai, isu tinotya tichiri pano paJudha, ndoda kana tikaenda Keira kundorwa nehondo dzavaFirisitia."
Shona SUB 2002 Bible
Varume vaDhavhidhi vakati kwaari, “Tarirai, isu tinotya tichiri pano paJudha, ndoda kana tikaenda Keira kundorwa nehondo dzavaFirisitia.”