1 Samuel 23:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Davidi akabvunza ɀe Jehova, Jehova akamupindura, akati: Simuka, uɓurukire Keira, nokuti ndicaisa ʋaFiristia muruʋoko rwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akabvunza kuna Jehovha, Jehovha akamupindura akati, “Buruka uende kuKeira, nokuti ndichaisa vaFiristia muruoko rwako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akadazve kunzwa kuti Tenzi anoti kudii. Tenzi ndokumupindura achiti, “Simuka udzike kuKeira nokuti ndichaisa vaFirisitia mumaoko ako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Dhavhidhi akabvunzazve Jehovha, Jehovha akamupindura akati, “Simuka, uburukire Keira, nokuti ndichaisa vaFirisitia muruoko rwako.”
Shona 2009?
Zvino Dhavhidhi akabvunzazve Jehovha, Jehovha akamupindura akati, "Simuka, uburukire Keira, nokuti ndichaisa vaFirisitia muruoko rwako."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Dhavhidhi akabvunzazve Jehovha, Jehovha akamupindura akati, “Simuka, uburukire Keira, nokuti ndichaisa vaFirisitia muruoko rwako.”