1 Samuel 23:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Davidi wakaziʋa kuti Sauro wakafuŋga kumuitira ɀakaipa, akati kunaAbiatari muprista: Ʋuya pano neefodi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati anzwa kuti Sauro akanga ari kuita rangano yakaipa pamusoro pake, akati kuna Abhiatari muprista, “Uya neefodhi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi akazviziva kuti pane chiri kurongwa naSauro chakaipa chaari kuda kuita kwaari ndokuti kuno mupristi Abhiatari, “Uyai neefodhi kuno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Dhavhidhi wakaziva kuti Sauro wakafunga kumuitira zvakaipa, akati kuna Abhiatari mupristi, “Uya pano neefodhi.”
Shona 2009?
Asi Dhavhidhi wakaziva kuti Sauro wakafunga kumuitira zvakaipa, akati kuna Abhiatari muprista, "Uya pano neefodhi."
Shona SUB 2002 Bible
Asi Dhavhidhi wakaziva kuti Sauro wakafunga kumuitira zvakaipa, akati kuna Abhiatari mupristi, “Uya pano neefodhi.”