1 Samuel 24:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sauro wakati adzoka pakuteʋera ʋaFiristia, akaʋudzwa ɀicinzi: Tarirai, Davidi uri murenje reEni‐gedi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokudzoka kwaSauro kundodzinganisa vaFiristia, akaudzwa kuti, “Dhavhidhi ari muRenje reEni Gedhi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sauro akati adzoka mukuronda vaFirisitia shoko rakasvika kwaari raiti, “Dhavhidhi ari kurenje reEnigedhi uku.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sauro wakati adzoka pakutevera vaFirisitia, akaudzwa zvichinzi, “Tarirai, Dhavhidhi uri murenje reEnigedhi.”
Shona 2009?
Zvino Sauro wakati adzoka pakutevera vaFirisitia, akaudzwa zvichinzi, "Tarirai, Dhavhidhi uri murenje reEnigedhi."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sauro wakati adzoka pakutevera vaFirisitia, akaudzwa zvichinzi, “Tarirai, Dhavhidhi uri murenje reEnigedhi.”