1 Samuel 24:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko mambo waIsraeri wakaɓuɗa acitȿaka aniko? Munodziŋgana naniko? Imbga yakafa, rutata harwo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ko, mambo waIsraeri akabuda kuzorwa naaniko? Ndianiko wamunodzinganisa? Imbwa yakafa here? Nhata here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko izvozvo nhai mambo weIsiraeri wamavinga chaiye ndiani chaizvo? Ndiani wamuri kurondawo kudai? Iyeniwo zvangu imbwa yakafa, nhata zvayo!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko mambo waIsiraeri wakabuda achitsvaka aniko? Munodzingana naniko? Imbwa yakafa, rutata harwo.
Shona 2009?
Ko mambo waIsiraeri wakabuda achitsvaka aniko? Munodzingana naniko? Imbwa yakafa, rutata harwo.
Shona SUB 2002 Bible
Ko mambo waIsiraeri wakabuda achitsvaka aniko? Munodzingana naniko? Imbwa yakafa, rutata harwo.