1 Samuel 24:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Jehova ŋgaaʋe mutoŋgi, ŋgaatoŋge pakati paŋgu nemi, aʋone, andireʋerere pamhoȿa yaŋgu, andirwire paruʋoko rwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha ngaave mutongi wedu uye aone pakati penyu neni. Ngaatsvake mhaka yangu aiwane; ngaandiruramisire nokundirwira kubva muruoko rwenyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Tenzi ngaave mutongi, aenzanise mhosva yedu, aone zvaangaite andipipirirewo aburitse pachena kuti handina mhosva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Jehovha ngaave mutongi, ngaatonge pakati pangu nemi, awone, andireverere pamhosva yangu, andirwire paruoko rwenyu.”
Shona 2009?
Naizvozvo Jehovha ngaave mutongi, ngaatonge pakati pangu nemi, awone, andireverere pamhosva yangu, andirwire paruoko rwenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Jehovha ngaave mutongi, ngaatonge pakati pangu nemi, awone, andireverere pamhosva yangu, andirwire paruoko rwenyu.”