1 Samuel 24:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Davidi wakati apedza kutaura mashoko iwayo kunaSauro, Sauro akati: Inzwi rako here, mŋana waŋgu Davidi? Sauro akacema kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dhavhidhi akati apedza kutaura mashoko aya, Sauro akabvunza akati, “Inzwi rako here, Dhavhidhi mwanakomana wangu?” Ipapo akachema kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dhavhidhi achangoti pedzei kutaura izvi, kuna Sauro, Sauro akabva ati, “Ndiwe here mwanangu Dhavhidhi uri kutaura nomuromo wako?” Sauro akabva azhamba kuchema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dhavhidhi wakati apedza kutaura mashoko iwayo kuna Sauro, Sauro akati, “Izwi rako here, mwana wangu; Dhavhidhi?” Sauro akachema kwazvo.
Shona 2009?
Dhavhidhi wakati apedza kutaura mashoko iwayo kuna Sauro, Sauro akati, "inzwi rako here, mwana wangu; Dhavhidhi?" Sauro akachema kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Dhavhidhi wakati apedza kutaura mashoko iwayo kuna Sauro, Sauro akati, “Izwi rako here, mwana wangu; Dhavhidhi?” Sauro akachema kwazvo.