1 Samuel 24:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kunaDavidi: Iwe unondikunda pakururama, nokuti iwe wakandiitira ɀakanaka, asi ini ndakakuitira ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Iwe wakarurama kupfuureni. Iwe wakandiitira zvakanaka, asi ini ndakakuitira zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kuna Dhavhidhi, “Uri munhu akarurama kwazvo paneni nokuti iwe wakandiitira zvakanaka asi ini ndikakuitira zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuna Dhavhidhi, “Iwe unondikunda pakururama, nokuti iwe wakandiitira zvakanaka, asi ini ndakakuitira zvakaipa.
Shona 2009?
Akati kuna Dhavhidhi, "Iwe unondikunda pakururama, nokuti iwe wakandiitira zvakanaka, asi ini ndakakuitira zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuna Dhavhidhi, “Iwe unondikunda pakururama, nokuti iwe wakandiitira zvakanaka, asi ini ndakakuitira zvakaipa.