1 Samuel 24:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Warondedzera nhasi pawakandiitira ɀakanaka, nokuti hauna‐kundiʋuraya, kunyaŋge Jehova akandiisa muruʋoko rwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchangobva kundirondedzera iye zvino zvakanaka zvawakandiitira; Jehovha akandiisa mumaoko ako, asi hauna kundiuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wanyatsozviratidza izvi nhasi nokundiitira zvakanaka kwawaita, Tenzi paanga atondiisa zvake mumaoko ako, warega kundiuraya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Warondedzera nhasi pawakandiitira zvakanaka, nokuti hauna kundiuraya, kunyange Jehovha akandiisa muruoko rwako.
Shona 2009?
Warondedzera nhasi pawakandiitira zvakanaka, nokuti hauna kundiuraya, kunyange Jehovha akandiisa muruoko rwako.
Shona SUB 2002 Bible
Warondedzera nhasi pawakandiitira zvakanaka, nokuti hauna kundiuraya, kunyangwe Jehovha akandiisa muruoko rwako.